Our Client Charter

NOTICE TO ALL STAKEHOLDERS AND RATEPAYERS

Mvurwi Town Council invites all stakeholders, residents, businesses, and valued ratepayers to download and read the 2026 Mvurwi Town Council Client Charter.

The Client Charter outlines the Council’s service standards, commitments, responsibilities, and the rights and expectations of our clients. It serves as a guide to the quality of service you can expect from the Council while promoting transparency, accountability, and excellent customer service.

We encourage every resident and stakeholder to familiarize themselves with the Charter and partner with us in building a cleaner, safer, and more prosperous Mvurwi.

Download the 2026 Mvurwi Town Council Client Charter today and stay informed.

 “Together Towards a Clean, Safe and Prosperous Mvurwi”

CHIZIVISO KUVAGARI VE MVURWI, VABHADHARI VEMITERO (RATEPAYERS), UYE VOSE VANE CHIDO NEBASA REKANZURU

Mvurwi Town Council iri kukoka vagari vese, vanobhadhara mitero (ratepayers), mabhizimisi, pamwe nevamwe vese vane chekuita nekanzuru kuti vadhawunirodhe nekuverenga Gwaro reClient Charter ra2026.

Gwaro iri rinotsanangura zviyero zvebasa zvinopihwa neKanzuru, zvipikirwa zvedu mukushandira veruzhinji, kodzero nemabasa evanogamuchira masevhisi, pamwe nezvamunotarisira kubva kuMvurwi Town Council. Rinobatsira kusimudzira kushanda pachena, kuzvidavirira, uye kupa masevhisi emhando yepamusoro.

Tinokurudzira vagari vese nevamwe vane chekuita neMvurwi Town Council kuti vaverenge gwaro iri uye vabatane nesu mukuvaka guta rakachena, rakachengeteka, uye rine budiriro.

Dhawunirodhai uye verengai Mvurwi Town Council 2026 Client Charter nhasi kuti muzive kodzero dzenyu pamwe nemasevhisi amunofanira kutarisira.

“Tese pamwe chete kuMvurwi yakachena, yakachengeteka uye ine budiriro”